Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 132 Fambai henyu Makristu Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 132 Fambai henyu Makristu Lyrics

Hymn 132 Fambai henyu Makristu Lyrics

December 9, 2025December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  132  Fambai henyu Makristu

 

1. FAMBAI henyu MaKristu

Mupfumvu nedambudzo,

Kundai mhandu ngesimba

Rechingwa choupenyu

2. Fambai henyu pamberi,

Nokushinga kundorwa:

Nyindirai muna Tenzi

Nomumasimba ake.

3. Simudzai mwoyo yenyu!

Forai mwakashongedzwa

Nemademautare

A Mwari wokupenya

4. Kanai, musinganeti,

Munoimba mupengo;

Musatyeba vazhinji,

Muchakurira mhandu.

5. Fambai henyu muhondo

Muchakunda Satani;

Muchagara umambo,

Nokupiwa chiremba.

Post navigation

Previous: Hymn 131 Baba titungamirire Lyrics
Next: Hymn 133 Chechi iri kumirira Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 122 Mwari ngahusvike Lyrics
  • Hymn 209 Jesu She Lyrics
  • Hymn 191 Muna vanhu venyu Mwari Lyrics
  • Hymn 19 Jesus Wakatomuka Lyrics
  • Hymn 196 Torima minda yedu Lyrics
  • Hymn 88 Ndinomuchema Muponesi wangu Lyrics
  • Hymn 138 Ngatibatei Nesimba Lyrics
  • Hymn 178 Upenyu hwedu nzira Lyrics
  • Hymn 119 Zvingagova sei kuti Lyrics
  • Hymn 210 Ishe nzvimbo yenyu Lyrics
  • Hymn 90 Vanhu veJerusarema Lyrics
  • Hymn 86 Nzwirenyu ndinonzwa Lyrics
  • Hymn 158 Mwari ndiye tsvingo yedu Lyrics
  • Hymn 288 Ishe! Ikoku kusvitswa Lyrics
  • Hymn 124 Mufiri SHE wangu ndichatenda sei? Lyrics
  • Hymn 62 Mweya wangu imba zvino Lyrics
  • Hymn 133 Ndosanga Sei NaJesu Lyrics
  • Hymn 177 Ishe wangu maindidisa Lyrics
  • Hymn 389 If you believe Lyrics
  • Hymn 29 Kudenga ndokwandakabva Lyrics
  • Hymn 105 Ndakanga ndakundikana Lyrics
  • Hymn 98 Chizorora mweya wangu Lyrics
  • Hymn 336 You cannot hide it Lyrics
  • Hymn 72 Ndiani kudenga ’ko Lyrics
  • Hymn 51 Uyai tigwadamire Jesu Lyrics
  • Hymn 114 Jesu wangu watsaurwa Lyrics
  • Hymn 204 Wedenga SHE Lyrics
  • Hymn 172 Tese tibatirewo Mwari basa Lyrics
  • Hymn 250 Zvakanakiresu Tenzi Lyrics
  • Hymn 148 Mweya wangu ngaunzwe hondo huru Lyrics
  • Hymn 11 Wakandifira Lyrics
  • Hymn 261 Ya.St. Maria Mhandara Lyrics
  • Hymn 87 Pamusi weIsita Areruya Lyrics
  • Hymn 212 SHE Wokudengadenga Lyrics
  • Hymn 89 She Wokuchengeta Lyrics
  • Hymn 251 Zuva guru richauya Lyrics
  • Hymn 145 Mweya wangu inzwaTenzi Lyrics
  • Hymn 37 Vafudzi zvavakarinda Lyrics
  • Hymn 23 Mubhabhatidzi paJordan Lyrics
  • Hymn 190 Mwari muna masimba Lyrics
  • Hymn 171 Zuva Guru Rangu Ndaponiwa Kutsva Lyrics
  • Hymn 214 Ngatirumbidze Mwari Lyrics
  • Hymn 231 Ngatiimbe ngekufara Lyrics
  • Hymn 282 Kamwenje kangu aka Lyrics
  • Hymn 127 Mwari mufudzi tipeiwo Lyrics
  • Hymn 115 Jesu ndanga ndakurasai Lyrics
  • Hymn 184 Chimuka mwoyo wangu Lyrics
  • Hymn 346 There shall be showers Lyrics
  • Hymn 176 Tichandoona Jesu uko Lyrics
  • Hymn 293 Garai neni! zuva radoka Lyrics
  • Hymn 180 Vakaropafadzwa Lyrics
  • Hymn 212 Ndofara Zvikuru Lyrics
  • Hymn 139 Ndinomupa zvose Lyrics
  • Hymn 38 SHE Jesu wandiitirei? Lyrics
  • Hymn 208 Ndisimbisei Lyrics
  • Hymn 151 Rufaro Lyrics
  • Hymn 52 Tsitsi Huru Lyrics
  • Hymn 333 I want to be like Joseph Lyrics
  • Hymn 172 Baba wedu wokudenga Lyrics
  • Hymn 76 Kurwa nenhamo zvaguma Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version