Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 60 Jesu SHE mupenyu Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 60 Jesu SHE mupenyu Lyrics

Hymn 60 Jesu SHE mupenyu Lyrics

December 14, 2025 treasurehymnsNziyo Dzekereke RCZ hymnal

Nziyo Dzekereke RCZ hymnal

Hymn 60 Jesu SHE mupenyu Lyrics

 

1
Jesu SHE mupenyu!
Hakuchina zvinotyisa;
Watipa upenyu,
Shungu dzose wakapwisa.
Hareruya!

2
Jesu SHE mupenyu!
Zvino suo roupenyu
Rashamira isu
Tozosvikapo parufu!
Hareruya!

3
Jesu SHE mupenyu!
Watifira, tomutenda.
Unonatsa isu;
Ndiye watinokudzisa.
Hareruya!

4
Jesu SHE mupenyu!
Rudo rwake rwatibata:
Hakuchine chinhu
Chotigurisa ukama.
Hareruya!

5
Jesu SHE mupenyu!
Wakabata ushe hwose;
Ngatisiye zvedu,
Kundofara naye chose.
Hareruya!

Post navigation

Previous: Hymn 40 Jesu watida Lyrics
Next: Hymn 61 Chimukai usiku hwaenda Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 31 Jesu Munondida Lyrics
  • Hymn 175 Hwiro hwedu ndouvato Lyrics
  • Hymn 253 Farai vacheni Lyrics
  • Hymn 115 Jesu ndanga ndakurasai Lyrics
  • Hymn 228 Tichiri vapenyu Lyrics
  • Hymn 248 Zuva redu ravapo Lyrics
  • Hymn 111 Ndinokudai, Ishe Lyrics
  • Hymn 146 Musoro waTenzi kare Lyrics
  • Hymn 12 Zuva rangu Muponisi Lyrics
  • Hymn 142 She Wotiponesa Lyrics
  • Hymn 19 Jesus Wakatomuka Lyrics
  • Hymn 67 Makamuka Ishe Jesu Lyrics
  • Hymn 360 I will not be afraid Lyrics
  • Hymn 187 Ndakanyara ndondovata Lyrics
  • Hymn 193 Hoyu Mwari Changamire Lyrics
  • Hymn 93 Jesu Mukuriri wedu Lyrics
  • Hymn 8 Hareruya mutendiwe pose Lyrics
  • Hymn 396 Jesu unopfuura neapa Lyrics
  • Hymn 413 Ndasunungurwa Lyrics
  • Hymn 211 Nguva yakanaka Jesu Lyrics
  • Hymn 129 Regai Kukundwa Lyrics
  • Hymn 177 Ndinoda Jesu She Lyrics
  • Hymn 262 Kudzai Jesu imi vana mose Lyrics
  • Hymn 26 Tererai manzwi awa Lyrics
  • Hymn 362 Is-n’t He wonderful Lyrics
  • Hymn 106 Ndichamira, She Lyrics
  • Hymn 106 Jesu imi moga Lyrics
  • Hymn 84 Mweya musiki muvambi Lyrics
  • Hymn 202 Nyararai vanhu vese Lyrics
  • Hymn 54 Tsitsi hedzi dzamira dzoga Lyrics
  • Hymn 205 Pakudenga kuna baba Lyrics
  • Hymn 265 Famba naSHE Lyrics
  • Hymn 154 Kudzai Wedenga muchingomuongawo Lyrics
  • Hymn 163 Mumwe musi vadzimai Lyrics
  • Hymn 337 Jesus is passing Lyrics
  • Hymn 107 Rugare nhasi Lyrics
  • Hymn 7 Ndiani Kudanga ‘Ko Lyrics
  • Hymn 61 Nounyoro Jesu Anokudana Lyrics
  • Hymn 72 Ari m’penyu Muponisi Lyrics
  • Hymn 311 My desire is to be like Jesus Lyrics
  • Hymn 96 Wandiitirei Jesu? Lyrics
  • Hymn 27 SHE Jesu waponiwa Lyrics
  • Hymn 119 Zvingagova sei kuti Lyrics
  • Hymn 19 SHE wendudzi dzose Lyrics
  • Hymn 250 Uyai tiimbe nziyo dzedu Lyrics
  • Hymn 270 Vachenjeri ivo Lyrics
  • Hymn 58 Jesu ndisededzei Lyrics
  • Hymn 75 NdiMweya waJesu Lyrics
  • Hymn 73 Changamire! Muponisi Lyrics
  • Hymn 266 Tiri vamambo vatatu Lyrics
  • Hymn 139 Ndoenda NaJesu Lyrics
  • Hymn 76 Kurwa nenhamo zvaguma Lyrics
  • Hymn 161 Bartemeo ari bofu Lyrics
  • Hymn 241 Kwaziwai Maria Lyrics
  • Hymn 188 Rurimi rwangu tunhidza Lyrics
  • Hymn 74 SHE wakakunda papfumo kudzai Lyrics
  • Hymn 291 Zuva rabuda kakare Lyrics
  • Hymn 41 Ndinonzwe rimwe shoko Lyrics
  • Hymn 196 Chingwa chokudenga Lyrics
  • Hymn 322 In my heart Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version