Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 355 Rakanaka iro zuva Lyrics
1
Rakanaka iro zuva
Randakatenda kuna She;
Mwoyo wangu unofara
Ndinoudza vanhu vose
**KOROSI**
Ndafara, ndafara
Nokuti ndakashambidzwa
Jesu wakandidzidzisa
Kutsunga nokunamata
Ndafara, ndafara
Nokuti ndakashambidzwa
2
Chitenderano chitsvene
Chinondisunga kuna She
Ngaizadzwe imba yake
Nenziyo dzingamukudze