Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 242 Vafare vose vachena pamweya Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 242 Vafare vose vachena pamweya Lyrics

Hymn 242 Vafare vose vachena pamweya Lyrics

December 14, 2025 treasurehymnsNziyo Dzekereke RCZ hymnal

Nziyo Dzekereke RCZ hymnal

Hymn 242 Vafare vose vachena pamweya Lyrics

 

1
Vafare vose vachena pamweya,
Ushe ndehwavo pano napapo.

2
Vafare vose vochema zvezvivi
Vachanyaradzwa noMuchengeti.

3
Vafare vose venzara nenyota
Yokurungama, vachagutiswa.

4
Vafare vose ivavo venyasha,
Vachaitirwa nyasha zvikuru.

5
Vafare vose vanyoro pamwoyo,
Vachazogara nhaka yenyika.

6
Vafare vose vomwoyo muchena,
Vachazoona Wedenga zvokwadi.

7
Vafare vose vorwira rugare,
Vachaidziiwa vana vaBambo.

8
Vafarisise vose votsunga panhamo,
Vachitambudzwa navakashata.

9
Fuma dzedenga ndedzavo vadero,
Vachava ’papo pana SHE Jesu.

Post navigation

Previous: Hymn 240 Ngaarumbidzwe Mwari Lyrics
Next: Hymn 261 Jesu amire pasuo romwoyo Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 259 Ndakanga ndiri kure naSHE Lyrics
  • Hymn 37 Ndinoda She Jesu Lyrics
  • Hymn 63 Famba muumambo hwako Lyrics
  • Hymn 137 Tine Nyaya Kuudza Marudzi Lyrics
  • Hymn 240 Wafa wafa Muponisi! Lyrics
  • Hymn 172 Jesu She Lyrics
  • Hymn 149 Chiuyai SHE kutimutsa Lyrics
  • Hymn 181 Ko mweya uchandozorora papi? Lyrics
  • Hymn 165 Ndosiya Zvivi Zvangu Lyrics
  • Hymn 308 Kuvigwa Kwavakristu Lyrics
  • Hymn 270 Vachenjeri ivo Lyrics
  • Hymn 313 Jesu ari pano Lyrics
  • Hymn 137 Ngatitende kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 107 Rugare nhasi Lyrics
  • Hymn 64 She,Ndouya Lyrics
  • Hymn 108 Fambai Makristu Lyrics
  • Hymn 149 Pedo, Wedenga She Lyrics
  • Hymn 246 Tendai Mai Maria Hosi yekudenga Lyrics
  • Hymn 48 Ndaviga Shoko Mumwoyo Lyrics
  • Hymn 37 Wedenga wakatida sei Lyrics
  • Hymn 230 Munhu ha’ngawani rugare Lyrics
  • Hymn 193 Areruya! Kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 142 Nhasi ini ndinofara Lyrics
  • Hymn 73 Jesu wakataura Lyrics
  • Hymn 225 Wafire nyika Jesu SHE Lyrics
  • Hymn 317 He did not come Lyrics
  • Hymn 134 SHE ndimi rudo runondida Lyrics
  • Hymn 189 Nhungamiri yaIsraeri Lyrics
  • Hymn 7 Ndiani Kudanga ‘Ko Lyrics
  • Hymn 124 Mufiri SHE wangu ndichatenda sei? Lyrics
  • Hymn 185 Jesu taungana pano Lyrics
  • Hymn 67 Ndichamugamuchira Lyrics
  • Hymn 314 Aninani ngaazive Lyrics
  • Hymn 46 Mweya Mutsvene, Ndinatsei Lyrics
  • Hymn 114 Baba wedu wokudenga Lyrics
  • Hymn 363 I know who holds Lyrics
  • Hymn 258 Yokukumbira Lyrics
  • Hymn 84 Jesu nhasi wamuka mukufa Lyrics
  • Hymn 318 Isu maKristu tiri kufamba Lyrics
  • Hymn 404 Mwari unonzwa mikumbiro Lyrics
  • Hymn 110 Dzimba dzako kudenga Lyrics
  • Hymn 306 Zuva ranhasi Ishe wedu Lyrics
  • Hymn 212 SHE Wokudengadenga Lyrics
  • Hymn 275 Jesu Muponesi wangu Lyrics
  • Hymn 3 Ndinotenda Baba wangu Lyrics
  • Hymn 168 Tiri vanana hedu Lyrics
  • Hymn 111 SHE unondifambisa Lyrics
  • Hymn 112 Panguva Yokuteura Lyrics
  • Hymn 292 Muka mweya wangu famba Lyrics
  • Hymn 78 SHE Jesu achikwira Lyrics
  • Hymn 210 SHE Jesu mose rumbidzai Lyrics
  • Hymn 400 Jesu wandishamisa Lyrics
  • Hymn 116 Baba ndiri mwana wenyu Lyrics
  • Hymn 309 Shongai nhumbi dzokurwa Lyrics
  • Hymn 274 Zuva redu ravapo Lyrics
  • Hymn 131 Tora Zita Rom’ponesi Lyrics
  • Hymn 38 Hakuna Mumwe SaJesu Ishe Lyrics
  • Hymn 56 Nzwi Renyu Ndinonzwa Lyrics
  • Hymn 275 Jesu makapfavisa Lyrics
  • Hymn 253 Farai vacheni Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version