Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 214 Ngatirumbidze Mwari Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 214 Ngatirumbidze Mwari Lyrics

Hymn 214 Ngatirumbidze Mwari Lyrics

December 14, 2025 treasurehymnsNziyo Dzekereke RCZ hymnal

Nziyo Dzekereke RCZ hymnal

Hymn 214 Ngatirumbidze Mwari Lyrics

 

1
Ngatirumbidze Mwari
Woushe bwokudenga,
Pam’soro pezvorudo
Nenyasha dzake huru.
Wakapa nyika yose
Mufaro norugare.
E vanhu, ngatifare.

2
Tigwadamire Bambo
Vesimba rose rose,
Tikudze zita ravo
Nokuti vane ngoni.
Vanonzwa mikumbiro
Yavanomushumira
Nemwoyo inovada.

3
SHE Jesu Mwana wavo
Wakada kutirwira
Nokutidzikinura,
Tizarurirwe denga.
Wakatifira tose,
Tigova noupenyu
Husingatongoperi.

4
E, Mweya wezvokwadi,
Natsai mwoyo yedu!
Igova dzimba tsvene
Dzokudzidzisa Mwari.
Tichinyaradzwa nemi
Tirambe tichivimba
NaJesu SHE zvokwadi.

Post navigation

Previous: Hymn 200 Wakamukazve inzwai Lyrics
Next: Hymn 221 Jesu tifadzei nhasi Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 406 My Bible Lyrics
  • Hymn 47 Beterehema rinopinda Lyrics
  • Hymn 274 Zuva redu ravapo Lyrics
  • Hymn 185 Endai Kuna Vanhu Vose Korasi Lyrics
  • Hymn 231 Tinouya kuna Mwari Lyrics
  • Hymn 101 Nyararai henyu Lyrics
  • Hymn 251 Simukirai Jesu Lyrics
  • Hymn 182 Vana Mai KuKalvari Lyrics
  • Hymn 246 Varipo nhasi vanokukurwa Lyrics
  • Hymn 250 Fambai vaKristu somunondorwa Lyrics
  • Hymn 115 Jesu ndanga ndakurasai Lyrics
  • Hymn 230 Ngatiimbe nguvadzese Lyrics
  • Hymn 83 Vanhu chitendai Wedenga Lyrics
  • Hymn 231 Tichaendako kuna’ni tigova Lyrics
  • Hymn 101 Kubva Kudenga Lyrics
  • Hymn 252 Tiri pfumo raShe Lyrics
  • Hymn 158 Makangoreva Lyrics
  • Hymn 169 She Wakatifira Lyrics
  • Hymn 43 Ndinoshuva kunyeperwa Lyrics
  • Hymn 184 Ndiyani uyo mudangamo Lyrics
  • Hymn 121 Rakanaka Iro Zuva Lyrics
  • Hymn 83 Imi vadaviri Lyrics
  • Hymn 5 Kure ‘Ko Mudanga Lyrics
  • Hymn 36 Kristu ‘Manueri! Lyrics
  • Hymn 216 Chigadzirai nzira Lyrics
  • Hymn 138 Ngatibatei Nesimba Lyrics
  • Hymn 124 Tenzi nzwimbo yako Lyrics
  • Hymn 85 M’tsvene M’tsvene M’tsvene Lyrics
  • Hymn 204 Wedenga SHE Lyrics
  • Hymn 111 SHE unondifambisa Lyrics
  • Hymn 81 Ngekumuka kwake Lyrics
  • Hymn 159 SHE uyai mutsai marudzi Lyrics
  • Hymn 214 Ngatirumbidze Mwari Lyrics
  • Hymn 172 Vana veJerusar’ma Lyrics
  • Hymn 148 Kwaendepi Ishe Jesu Lyrics
  • Hymn 329 Heavenly Sunshine Lyrics
  • Hymn 239 Ndomurudzira meso Lyrics
  • Hymn 130 Mukai, Mukai Vatendi Lyrics
  • Hymn 211 Ndakabhabhatidzwa Lyrics
  • Hymn 26 Tererai manzwi awa Lyrics
  • Hymn 63 Mukati meguva Lyrics
  • Hymn 63 Pasuo Rakashama ‘Po Lyrics
  • Hymn 153 Mweya yese inotyeyi Lyrics
  • Hymn 230 Mwari ano rudo Lyrics
  • Hymn 7 Hezvo muka mweya wangu Lyrics
  • Hymn 313 Whisper a prayer Lyrics
  • Hymn 200 Ndizvozvo Baba isu vana vako Lyrics
  • Hymn 343 Pane riya gomo Lyrics
  • Hymn 237 Jerusalem’ rinofadza Lyrics
  • Hymn 408 Kana uchida Lyrics
  • Hymn 190 Uyai Mose; Tinamate Mwari Lyrics
  • Hymn 36 Komanyara maremerwa Lyrics
  • Hymn 120 Chiendai Vatendi Lyrics
  • Hymn 75 Chiedza ChaShe Chiripo Lyrics
  • Hymn 148 Jehova wamapfumo SHE Lyrics
  • Hymn 384 Jesu munoshamisa Lyrics
  • Hymn 246 Ko handingaite kuda kwaShe Lyrics
  • Hymn 191 Zviumbwa zvakanyara. Lyrics
  • Hymn 183 Vangani Vakatsungirira? Lyrics
  • Hymn 11 Wedenga Bambo SHE tendai Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version