Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 188 Sarai neni kwavira zvino Lyrics
1
Sarai neni, kwavira zvi…..no,
Kwasviba, SHE, mugare pa…no;
Hakuna vangabetsere…..ni,
Uya-i mugosara ne…..ni!
2
Upenyu hwuno hunope…..ra,
Mufar’ wenyika wotoe…..nda;
Kuora ndinoona kwo…..se,
Musingafi, musare ne…..ni!
3
Ndinomuda mazuva o…..se,
Imi makunda zvivi zvo…..se;
Mungandirwira moga i…..mi,
Mis’ yose mugosara ne…..ni!
4
Handingatyi muchipandi….ri,
Mapfumo ambokundwa ne…..mi;
Rufu haruchazondirwa…..dzi;
Ndokunda muchisara ne…..ni
5
Ndione chinjikano ye…..nyu,
Ndichisvikirwa narwo ru….fu;
Chiedza chenyu chindisvi…tse
Kudenga, kwamuchava ne…..ni!