Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 171 Jesu unondida Lyrics
1
Jesu unondi….da,
Shoko rake nda…..nzwa;
Vana unova…..da,
Simba unova…..pa.
**KOROSI**
Jesu wandida!
Jesu wandida!
Jesu wandida!
Ishoko randanzwa!
2
Jesu unondi……da!
Ndiwakandifi…..ra;
Akagadziri…..ra
Pandichandokwi…..ra.
3
Jesu unondi…..da,
Uri pedo ne…..ni;
Kana ndobva pa…..no
Ndondogara na…..ye.