Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 65 Mbiri kuna Jesu Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 65 Mbiri kuna Jesu Lyrics

Hymn 65 Mbiri kuna Jesu Lyrics

December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  65  Mbiri kuna Jesu

 

1. MBIRI kuna Jesu! Iye munhamo

Wakapira Ropa, kutiponisa.

2. Ropa rinoyera, rinopa tsitsi

Ritipe upenyu, tinoritenda

3. Mbiri kune Ropa, zvino narini

Rakabvisa kufa, richiponisa.

4. Ropa raEberi, rinotsivira;

Ropa rake Jesu, rinoponisa

5. Mwoyo inemhosva yadirwa naro

Satan’ ari kutya, wabva panesu

6. Pasi rinofara, rinoimbisa;

Hondo dzengerosi dzinodaira.

7. Imbisai mese, kwidzai ndwiyo,

Tunhidzai mese Ropa raJesu.

Post navigation

Previous: Hymn 64 Unogamuchirwa zvino Lyrics
Next: Hymn 66 ‘Po Jesu akaroverwa Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 14 Pamuchinjikwa Lyrics
  • Hymn 344 Prayer changes things Lyrics
  • Hymn 152 Mazwi Akanaka Lyrics
  • Hymn 76 Ruponiso! Runofadza! Lyrics
  • Hymn 161 NaJesu Lyrics
  • Hymn 43 Ndinoshuva kunyeperwa Lyrics
  • Hymn 67 Makamuka Ishe Jesu Lyrics
  • Hymn 12 Ndinoshamiswa kwazvo Lyrics
  • Hymn 12 Zuva rangu Muponisi Lyrics
  • Hymn 75 NdiMweya waJesu Lyrics
  • Hymn 9 Farai Nyika She Wauya Lyrics
  • Hymn 42 Hama yedu ndiSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 194 Tafunga Baba ngerudo rwuya Lyrics
  • Hymn 133 Ndosanga Sei NaJesu Lyrics
  • Hymn 168 Satani Wandisunga Ini Lyrics
  • Hymn 60 Uya, Iwe Une Mhosva Lyrics
  • Hymn 107 Ngatitende Mwari Lyrics
  • Hymn 79 Isai rudo rwenyu Lyrics
  • Hymn 49 Unoda kutiza Mutoro Wako? Lyrics
  • Hymn 86 Nzwirenyu ndinonzwa Lyrics
  • Hymn 62 Uya, Mutadzi, Uya Lyrics
  • Hymn 41 Ndinonzwe rimwe shoko Lyrics
  • Hymn 214 Ngatirumbidze Mwari Lyrics
  • Hymn 191 Mwari usingaoneki Lyrics
  • Hymn 49 Sezvo vazivi kari Lyrics
  • Hymn 132 SHE Jesu ndazvisunga Lyrics
  • Hymn 6 Runyararo Pausiku Lyrics
  • Hymn 182 Vana Mai KuKalvari Lyrics
  • Hymn 51 Uyai tigwadamire Jesu Lyrics
  • Hymn 135 Mugoshanangurwa vatendi tsungai Lyrics
  • Hymn 96 Mhaka Inganatswe Sei Lyrics
  • Hymn 64 Unogamuchirwa zvino Lyrics
  • Hymn 355 Rakanaka iro zuva Lyrics
  • Hymn 33 Ngatimukudzei Lyrics
  • Hymn 228 Tichiri vapenyu Lyrics
  • Hymn 255 Ngemasoko okufara Lyrics
  • Hymn 98 Uya Mweya Mutsvene Lyrics
  • Hymn 209 Jesu She Lyrics
  • Hymn 42 Vanhu vachifudza hwai Lyrics
  • Hymn 162 Kristu Mununuri wedu Lyrics
  • Hymn 212 Nhasi Tenzi ndinokupa Lyrics
  • Hymn 91 Mambo naTenzi mugari Lyrics
  • Hymn 54 Baba Ndiregerei Lyrics
  • Hymn 98 Chizorora mweya wangu Lyrics
  • Hymn 292 Tarirai kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 310 Into my heart Lyrics
  • Hymn 241 Jesu tinoita Lyrics
  • Hymn 356 My sins were higher Lyrics
  • Hymn 152 Ndamuka mangwanani Lyrics
  • Hymn 229 Tiri vawadzani Lyrics
  • Hymn 170 SHE Wedenga wedu Lyrics
  • Hymn 336 You cannot hide it Lyrics
  • Hymn 267 Kure muzamba iro Lyrics
  • Hymn 309 Shongai nhumbi dzokurwa Lyrics
  • Hymn 311 My desire is to be like Jesus Lyrics
  • Hymn 73 Farai mukudze SHE Lyrics
  • Hymn 154 She Jesu Wakatiponesa Lyrics
  • Hymn 249 Tiitei savashanu Lyrics
  • Hymn 68 Ndichiona muchinjiko Lyrics
  • Hymn 66 Murapi wedu uripo Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version