Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 141 Panyika Dziri Kure Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 141 Panyika Dziri Kure Lyrics

Hymn 141 Panyika Dziri Kure Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Baptist Hymns

Shona Baptist Hymns

Hymn 141 Panyika Dziri Kure

1
Panyika dziri kure,
Kuchando zvirokwazvo,
Nenyika dziri pedyo
Kupisa basi-basi,
Panyika dzemakomo
Nedzimwe dzemikana,
Vanoti, “Uyai hama,
Tinoda Mwari wenyu.”

2
Jehova wakanaka
Kudisa vanhu vose,
Anopa mvura yavo
Nezuva nezvokudya;
Nezvisimiro zvavo,
Nenyama pamakomo,
Vapiwa izvi zvose;
Havamutendi, Mwari.

3
VaKristu, titi pano,
Taziva ruponeso,
Tonyima ivo here,
Upenyu hwedu hutsva?
Mashoko akanaka,
Nga’tumwe kuna vose
Dakara vanhu vose
Vazive Mwari wedu.

4
Mabasa edu tose
Kugara zvakanaka
Nokubatsira avo
Vasingazivi Mwari;
Dakara Jesu Kristu
Adzike zve panyika
Kutonga vanhu vose,
Kuita Mambo wedu.

Post navigation

Previous: Hymn 140 Vapinzei Lyrics
Next: Hymn 142 She Wotiponesa Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 177 Ndinoda Jesu She Lyrics
  • Hymn 229 Jesu Kristu ndiSHE wedu Lyrics
  • Hymn 201 Mumhanzi uri kudenga Lyrics
  • Hymn 205 Ndomuruka Lyrics
  • Hymn 27 Imi makonhi emwoyo Lyrics
  • Hymn 160 Madeko paKapernume Lyrics
  • Hymn 222 Rimwe gore rapfuura Lyrics
  • Hymn 240 Mwari, uyo pasi, nyanza Lyrics
  • Hymn 328 Lest I forget Gethsemane Lyrics
  • Hymn 368 Gone, gone, gone Lyrics
  • Hymn 252 Ndiwe musha wekudenga Lyrics
  • Hymn 349 Who is on the Lord’s side Lyrics
  • Hymn 150 Zita rake Jesu Lyrics
  • Hymn 214 Izwi rakasifema Lyrics
  • Hymn 42 Hama yedu ndiSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 131 Ndoisa pana Jesu Lyrics
  • Hymn 131 Ndifuwisei Wedenga Lyrics
  • Hymn 249 Chipembera mwoyo wangu Lyrics
  • Hymn 144 Sezvo mhembwe yatizira Lyrics
  • Hymn 272 Vaduku vakaimba Lyrics
  • Hymn 152 Avo vanotenda Lyrics
  • Hymn 51 Riripo gomo Lyrics
  • Hymn 209 Ishe taungana Lyrics
  • Hymn 213 Baba wedu tinouya Lyrics
  • Hymn 21 Makashananguka munesimba guru Lyrics
  • Hymn 172 Tese tibatirewo Mwari basa Lyrics
  • Hymn 108 Pane sipiti rizere Lyrics
  • Hymn 214 Ngatirumbidze Mwari Lyrics
  • Hymn 137 Ngatitende kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 15 SHE gomo redu ndiimi Lyrics
  • Hymn 102 Kare kwazvo Mprofita Lyrics
  • Hymn 54 Tsitsi hedzi dzamira dzoga Lyrics
  • Hymn 195 Kwasara makore Lyrics
  • Hymn 4 Kudza Jehovha Lyrics
  • Hymn 130 MuKristu usanete Lyrics
  • Hymn 109 Mwari uri munanisi Lyrics
  • Hymn 228 Ndivanani vakamira Lyrics
  • Hymn 99 Kana uchingonzwe njodzi Lyrics
  • Hymn 299 Mirayiro ine gumi (Exsodo 20:1-17) Lyrics
  • Hymn 127 Tine Chipo Chakakomba Lyrics
  • Hymn 111 SHE unondifambisa Lyrics
  • Hymn 132 SHE Jesu ndazvisunga Lyrics
  • Hymn 167 Wedenga wokum’soro’ko. Lyrics
  • Hymn 213 Kufarayi uko Lyrics
  • Hymn 90 Ndinofara Kuti Baba Wedu Lyrics
  • Hymn 233 Ye watchers and ye holy ones Lyrics
  • Hymn 2 Jesu Tenzi une tsitsi Lyrics
  • Hymn 169 Famba mangwanangwana Lyrics
  • Hymn 29 Vafudzi varikufudza Lyrics
  • Hymn 246 Tendai Mai Maria Hosi yekudenga Lyrics
  • Hymn 35 Vafudzi vebetrehem Lyrics
  • Hymn 84 Jesu nhasi wamuka mukufa Lyrics
  • Hymn 31 Jesu Munondida Lyrics
  • Hymn 34 Chinzwa nzwi raJesu Lyrics
  • Hymn 273 Dogurai makashu Lyrics
  • Hymn 147 Jesu ndokudai Muponisi wangu Lyrics
  • Hymn 57 Onai Mureza waMambo Lyrics
  • Hymn 170 Tiri Vaeni Lyrics
  • Hymn 175 Hwiro hwedu ndouvato Lyrics
  • Hymn 105 Mufudzi Wanga NdiJesu Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version