Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 70 Tendai kuna Jesu She Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 70 Tendai kuna Jesu She Lyrics

Hymn 70 Tendai kuna Jesu She Lyrics

December 12, 2025December 12, 2025 treasurehymnsShona Baptist Hymns

Shona Baptist Hymns

Hymn 70 Tendai kuna Jesu She

1
Tendai kuna Jesu She iko zvino,
Chizivisai vanhu vose wo pano,
Chirumbidzai zita rake murudo,
Tendai kuna Jesu saIshe.

KORASI
Ten………dai,
(Tendai kuna Jesu She,)
Ten………dai,
(Tendai kuna Jesu She,)
Tendai kuna Jesu saShe iko zvino
(Tendai kuna Jesu saShe iko zvino,)
Ten………dai,
(Tendai kuna Jesu She,)
Chitendai kuna Jesu saIshe!
(Chitendai kuna Jesu saIshe!)

2
Tendai kuna Jesu She; ane simba,
Zvivi zvedu zvose achazvibvisa,
Achatitakura naye kudenga,
Tendai kuna Jesu saIshe.

3
Tendai kuna Jesu She muzvose wo,
Muchapiwa simba rake norudo,
Muchakunda Satan’ naJesu zvino,
Tendai kuna Jesu saIshe.

4
Tendai kuna Jesu She wakatipa,
Shoko rake rotitungamirira,
Sezva tinorava tichasimbiswa,
Tendai kuna Jesu saIshe.

5
Tendai kuna Jesu She munhamo wo,
Kufunganya chipai kuna She zvino,
Muchapiwa rugare nomufaro,
Tendai kuna Jesu saIshe

Post navigation

Previous: Hymn 60 Uya, Iwe Une Mhosva Lyrics
Next: Hymn 71 Chiudza Jesu Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 108 Tsime romufaro wose Lyrics
  • Hymn 207 Kudzai SHE Lyrics
  • Hymn 119 Jesu mandibayirwa Lyrics
  • Hymn 22 Tenzi wakasika denga Lyrics
  • Hymn 199 Dondisesedzai Bambo Lyrics
  • Hymn 344 Prayer changes things Lyrics
  • Hymn 113 Mweya wangu rumbidza mambo Lyrics
  • Hymn 114 Pedyo kwamuri, She Lyrics
  • Hymn 79 Jesu arimupenyu Lyrics
  • Hymn 271 Jesu shamwari yavana Lyrics
  • Hymn 256 Ndinokumirirai Lyrics
  • Hymn 157 Mweya waKristu Lyrics
  • Hymn 257 Ngekumuka kunembiri Lyrics
  • Hymn 17 Maiva ‘Po Lyrics
  • Hymn 180 Chakaipa Chinoberekwa Lyrics
  • Hymn 87 Imi Mweya waMwari Lyrics
  • Hymn 203 A! Sakaramende Jesu Lyrics
  • Hymn 205 Tenzi unotichengeta Lyrics
  • Hymn 93 Jesu Mukuriri wedu Lyrics
  • Hymn 57 Nyika chifarai Lyrics
  • Hymn 45 Jesu imi muri nzira Lyrics
  • Hymn 134 Mwari samasimba Lyrics
  • Hymn 197 Jesu ndiyo nzira yedu Lyrics
  • Hymn 309 Nhasi tose taungana Lyrics
  • Hymn 9 Gara neni, usiku hwasvika Lyrics
  • Hymn 347 Blessed assurance Lyrics
  • Hymn 199 Musi wehasha nokutya Lyrics
  • Hymn 55 Matambira Jesu Here Lyrics
  • Hymn 41 Kudzai Jesu Lyrics
  • Hymn 224 Baba! mune simba rose Lyrics
  • Hymn 71 Chiudza Jesu Lyrics
  • Hymn 212 Nhasi Tenzi ndinokupa Lyrics
  • Hymn 126 Rukuru ruponiso Lyrics
  • Hymn 77 Kupenya kwabuda zvino Lyrics
  • Hymn 119 Riripo Tsime Rizere Neropa raJesu Lyrics
  • Hymn 169 She Wakatifira Lyrics
  • Hymn 294 Ndinokukurumbidzai Lyrics
  • Hymn 228 Ndinomuona Jesu Lyrics
  • Hymn 14 Pamuchinjikwa Lyrics
  • Hymn 15 Mununuri wedu Lyrics
  • Hymn 318 Isu maKristu tiri kufamba Lyrics
  • Hymn 389 If you believe Lyrics
  • Hymn 360 I will not be afraid Lyrics
  • Hymn 3 Wedenga ndiSHE oga Lyrics
  • Hymn 209 Ishe taungana Lyrics
  • Hymn 323 God will take care Lyrics
  • Hymn 177 Ndinoda Jesu She Lyrics
  • Hymn 139 Jesu ndakapikira Lyrics
  • Hymn 327 The path is very narrow Lyrics
  • Hymn 11 Tunhai Ishe matenga Lyrics
  • Hymn 148 Jesu Anondida Lyrics
  • Hymn 163 Kana tichifamba Lyrics
  • Hymn 36 Jesu, Jesu, Jesu Lyrics
  • Hymn 372 You pray for me Lyrics
  • Hymn 190 Chivatai Chivatai Lyrics
  • Hymn 180 Vakaropafadzwa Lyrics
  • Hymn 195 SHE Wedenga ave neniwo Lyrics
  • Hymn 107 Rugare nhasi Lyrics
  • Hymn 134 Farirai kuna Tenzi Lyrics
  • Hymn 52 Wokusuwa! wakanzi Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version