Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 65 Bvumirai Jesu Apinde Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 65 Bvumirai Jesu Apinde Lyrics

Hymn 65 Bvumirai Jesu Apinde Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Baptist Hymns

Shona Baptist Hymns

Hymn 65 Bvumirai Jesu Apinde

1
Kana nezvitadzo munonetswa,
Bvumirai Jesu apinde;
Kana muchida upenyu hutsva,
Bvumirai Jesu apinde.

KORASI
Zvino kuna She, tendai,
Zvino kwaari, uyai,
Zwino She gamuchirai,
Bvumirai Jesu apinde.

2
Kana muchida utsvene hwaShe,
Bvumirai Jesu apinde;
Muchacheneswa neropa rake,
Bvumirai Jesu apinde.

3
Kana muchinetswa nenhamo wo,
Bvumirai Jesu apinde;
Achakupai mufaro mumwoyo,
Bvumirai Jesu apinde.

4
Kana muchida kunatswa naShe,
Bvumirai Jesu apinde.
Muchaenda kundogara naye,
Bvumirai Jesu apinde.

Post navigation

Previous: Hymn 64 She,Ndouya Lyrics
Next: Hymn 66 Wakambozvipira Kuna Jesu, Here? Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 38 Mwana M’tsvene wakapfava Lyrics
  • Hymn 46 Vakafara vano urombo Lyrics
  • Hymn 304 Tinokutendai baba Lyrics
  • Hymn 119 Zvingagova sei kuti Lyrics
  • Hymn 313 Jesu ari pano Lyrics
  • Hymn 76 Ruponiso! Runofadza! Lyrics
  • Hymn 149 Chokwadi Zita raJesu Lyrics
  • Hymn 89 Nhasi wamuka mukufa Lyrics
  • Hymn 169 She Wakatifira Lyrics
  • Hymn 35 Jesu Kristu Jesu wakaberekwa Lyrics
  • Hymn 20 Musiki wopenya Lyrics
  • Hymn 98 Ndinosimbiswa Lyrics
  • Hymn 116 Ndinomuda ndinomuda Lyrics
  • Hymn 157 NdiJesu uchazova SHE Lyrics
  • Hymn 116 Baba ndiri mwana wenyu Lyrics
  • Hymn 86 On the resurrection morning Lyrics
  • Hymn 377 Just give Me that Lyrics
  • Hymn 71 Unotii nhasi Kufa Lyrics
  • Hymn 28 Hosana Wekudenga Lyrics
  • Hymn 251 Zuva guru richauya Lyrics
  • Hymn 24 Ndiye Mwari Muponisi Lyrics
  • Hymn 262 Kudzai Jesu imi vana mose Lyrics
  • Hymn 125 SHE Jesu ndinodo kunatswa nemi Lyrics
  • Hymn 288 Ishe! Ikoku kusvitswa Lyrics
  • Hymn 394 Uchakuchengeta Lyrics
  • Hymn 67 Ndichamugamuchira Lyrics
  • Hymn 44 SHE Jesu ndiye unongondida Lyrics
  • Hymn 65 Tinofara nhasi Lyrics
  • Hymn 18 Zuva ramatipa rapera Lyrics
  • Hymn 131 Baba titungamirire Lyrics
  • Hymn 143 Chiendai Chiendai Lyrics
  • Hymn 251 Simukirai Jesu Lyrics
  • Hymn 136 Jesu unoyera Lyrics
  • Hymn 272 Chindibetserai chindibetserai Lyrics
  • Hymn 126 Rukuru ruponiso Lyrics
  • Hymn 242 Ngatishandisei nyasha Lyrics
  • Hymn 234 Iwe Mwoyo pakuneta Lyrics
  • Hymn 175 Wakafira isu Lyrics
  • Hymn 91 Mwari nedzo tsitsi dzenyu Lyrics
  • Hymn 122 Mwari ngahusvike Lyrics
  • Hymn 280 Ndokutendai baba Lyrics
  • Hymn 135 Uyai Madzimai Lyrics
  • Hymn 51 Nyasha Huru Lyrics
  • Hymn 234 Hama yangu yakanaka Lyrics
  • Hymn 260 PaGorgota pakafira Lyrics
  • Hymn 117 SHE Jesu ndomudai Lyrics
  • Hymn 85 Kuterera Kuvimba naJesu Lyrics
  • Hymn 220 Ngatikudze vapostori Lyrics
  • Hymn 29 Ingirozi dzinoimba Lyrics
  • Hymn 107 Uyai kuna Muponisi Lyrics
  • Hymn 388 Shine, shine Lyrics
  • Hymn 60 Nomoyo ine rusuvo Lyrics
  • Hymn 87 Ndasarudzwa NaJesu Lyrics
  • Hymn 26 Wouya Nhasi, Here? Lyrics
  • Hymn 241 Kwaziwai Maria Lyrics
  • Hymn 135 Mese-mese vapanyika Lyrics
  • Hymn 162 Muranda unodikanwa Lyrics
  • Hymn 120 Tenzi naMwari woupenyu hwedu Lyrics
  • Hymn 225 Tinobvisa zvipo Lyrics
  • Hymn 219 Zvose zvinhu tinopa zvedu Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version