Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 411 Ndaiwana hama Lyrics
1
Ndaiwana hama yakanaka
Ndaiwana hama ine rudo x2
**KOROSI**
Ndiyeyu Jesu
Wakanaka
Wakandifira pamuchinjikwa
2
Ndipeiwo simba rokukunda
Mabasa ose asatani
3
Ndinomutenda mambo Jesu
Wandiponesa mweya wangu x2
Halleluyah x4 x2