Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 263 Ndofamba naJesu ari mumwoyo Lyrics
1
Ndofamba naJesu ari mumwoyo (x2)
Ari mumwoyo. (x4)
2
Zvivi zvomwoyo wangu zvakarashiwa.
3
Jesu wakamuka, Hareruya.
4
Jesu wakakunda rufu nokuda
kwangu.
5
Akazotuma Mweya Mutsvene.
6
NoMweya Mutsvene ndinokunda.
7
Ngatifambe naye Mweya Mutsvene.
8
Ngatishingaire kubatira ISHE.