Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 169 Jesu achisiya Lyrics
1
Jesu, achisi…..ya
Bambo vokude…..nga,
Ha’ti akamhu…..ra,
Vana sainiwo.
2
Pose pa’kafa…..mba
Vakamuvangi…..ra,
Vachiisa va…..na,
Vana sainiwo.
3
Wakavafari…..ra,
Ha’na kuvadzi…..nga;
Wakafungati…..ra,
Vana sainiwo.
4
Ndiwakavafi…..ra,
Kuzovachenge…..ta;
Vose unorwi…..ra,
Vana sainiwo.
5
Vana vanodisa
Kumunamati…..ra,
Vachimushumi…..ra,
Vana sainiwo.