Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 117 SHE Jesu ndomudai Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 117 SHE Jesu ndomudai Lyrics

Hymn 117 SHE Jesu ndomudai Lyrics

December 14, 2025 treasurehymnsNziyo Dzekereke RCZ hymnal

Nziyo Dzekereke RCZ hymnal

Hymn 117 SHE Jesu ndomudai Lyrics

 

1
SHE Jesu, ndomudai,
Ndinomutarirai,
Mafireni!
Nzwi rangu chidonzwai,
Mangava chibvisai;
Mwoy’ wose ndomupai,
Ndowenyu, SHE!

2
Bva nyasha chindipai,
Mwoy’ wangu simbisai,
Ndimutswezve!
Zvamakafireni.
Ndinamatiremi,
Chindibetseraizve.
Ndimude, SHE!

3
Ndichi munzirawo,
Ndisakasvikapo
Ndiperekei!
SHE! chindifambisai,
Chitungamirirai,
Murima vhenekai,
Ndisesedzei!

4
Bva kukasvikapo
Nairwo rufuwo,
Handizotyi!
SHE wangu nditorei,
Mundigamuchirei,
Kumusoro ndikwidzei
Kudenga, SHE!

Post navigation

Previous: Hymn 116 Ndinomuda ndinomuda Lyrics
Next: Hymn 118 Bwizana roWedenga Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 198 Ndinokudai, Jesu Lyrics
  • Hymn 63 Mukati meguva Lyrics
  • Hymn 208 Musi weSvondo waIShe Lyrics
  • Hymn 332 Some golden day break Lyrics
  • Hymn 283 Nditungamire kuna She Jesu Lyrics
  • Hymn 156 Mambo worudo, mufudzi Lyrics
  • Hymn 85 Kuterera Kuvimba naJesu Lyrics
  • Hymn 172 Tese tibatirewo Mwari basa Lyrics
  • Hymn 165 Mweya wangu rangarira Lyrics
  • Hymn 224 SHE wangu wakarobwa Lyrics
  • Hymn 148 Jesu Anondida Lyrics
  • Hymn 17 Chiunganai Lyrics
  • Hymn 182 Tenzi ngandifambe nemi Lyrics
  • Hymn 7 Hezvo muka mweya wangu Lyrics
  • Hymn 108 Tsime romufaro wose Lyrics
  • Hymn 76 SHE ndinonzwa matumira Lyrics
  • Hymn 134 Chiponesai Vafi Lyrics
  • Hymn 58 Jesu wakamukazve Lyrics
  • Hymn 132 SHE Jesu ndazvisunga Lyrics
  • Hymn 22 Tarirai mudzione Lyrics
  • Hymn 53 Nguva inoyenyasha Lyrics
  • Hymn 63 Pasuo Rakashama ‘Po Lyrics
  • Hymn 17 Grasia raKristu Tenzi wedu Lyrics
  • Hymn 171 Jesu unondida Lyrics
  • Hymn 155 Apo ndatambudzika Lyrics
  • Hymn 18 Kudzai SHE vatumwa vose Lyrics
  • Hymn 130 MuKristu usanete Lyrics
  • Hymn 265 Mwari baba wedu Lyrics
  • Hymn 19 Jesus Wakatomuka Lyrics
  • Hymn 203 A! Sakaramende Jesu Lyrics
  • Hymn 154 She Jesu Wakatiponesa Lyrics
  • Hymn 160 Rwiyo ngaruimbwe Lyrics
  • Hymn 215 Ndichamukudzisa Lyrics
  • Hymn 171 Zuva Guru Rangu Ndaponiwa Kutsva Lyrics
  • Hymn 401 For Thine is the Kingdom Lyrics
  • Hymn 233 Kristu mukomboreri Lyrics
  • Hymn 176 Jesu Mambo worugare Lyrics
  • Hymn 22 Zuva Rimwe Lyrics
  • Hymn 166 Totarirepi Ishe Lyrics
  • Hymn 299 Mirayiro ine gumi (Exsodo 20:1-17) Lyrics
  • Hymn 365 Jesus never fails Lyrics
  • Hymn 285 Ndinofara sei ndinofara sei Lyrics
  • Hymn 36 Komanyara maremerwa Lyrics
  • Hymn 106 Mubatsiri wedu Mwari Lyrics
  • Hymn 42 Hama yedu ndiSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 197 Ini handina chiro chiduku Lyrics
  • Hymn 202 Rudare RwaJesu Lyrics
  • Hymn 88 Ndinomuchema Muponesi wangu Lyrics
  • Hymn 128 VaTsvene mumoyo Lyrics
  • Hymn 143 Mwari unerudo rwese Lyrics
  • Hymn 196 Kuna She Lyrics
  • Hymn 376 Ndinogara padhuze Lyrics
  • Hymn 50 Pam’chinjikwa Lyrics
  • Hymn 39 Tarirai kubetrehem Lyrics
  • Hymn 206 Mwari Baba wokudenga Lyrics
  • Hymn 128 Pedo Wedenga SHE Lyrics
  • Hymn 181 Ndinonzwa izwi rako Lyrics
  • Hymn 201 Mumhanzi uri kudenga Lyrics
  • Hymn 161 Baba! mune simba rose Lyrics
  • Hymn 137 VaTsvene mumoyo Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version