Shona Baptist Hymns
Hymn 88 Mutoro Wobviswa NaJesu
1
Isu tose tine nhamo,
Tinotambudzwa wo;
Mutoro wobviswa naJesu,
Iye ari pedo.
KORASI
Mutoro wobviswa naJesu,
NaJesu, naJesu,
Mutoro wobviswa naJesu,
Iye ari pedo.
2
Kandirai pamusoro paShe
Kutya kwenyu kwose;
Mutoro wobviswa naJesu,
Iye ari pedo.
3
Jesu ane simba zvino,
Abvise zvivi wo;
Mutoro wobviswa naJesu,
Iye ari pedo.