Shona Baptist Hymns
Hymn 174 Mumwe Angatiponese
1
Mu—mwe angatiponese;
(Jesu chete, Jesu chete,)
___ Pamhidza katatu ___
Jesu Kristu chete! (Hareruya!)
2
Ten—dai kuna Jesu Kristu,
(Tendai Jesu, tendai Jesu,)
___ Pamhidza katatu ___
Tendai Jesu saShe! (Hareruya!)