Shona Baptist Hymns
Hymn 156 Zvabviswa
1
Zvabviswa, zvabviswa, zvabviswa;
Zvivi zvangu zvose zvabviswa;
Zvabviswa, zvabviswa, zvabviswa,
Zvivi zvangu zvose zvabviswa;
Jesu Kristu wabvisa zvose, hareruya;
Zvabviswa, zvabviswa, zvabviswa:
Zvivi zvangu zvose zvabviswa.