Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 240 Mwari, uyo pasi, nyanza Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 240 Mwari, uyo pasi, nyanza Lyrics

Hymn 240 Mwari, uyo pasi, nyanza Lyrics

December 9, 2025December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  240  Mwari, uyo pasi, nyanza

 

1. MWARI, uyo pasi, nyanza

Nedenga zvinonamata;

Zvichitenda simba rake

Wakabarwa ndiMaria.

2. Tenzi zuva, mwedzi zvanzwa,

Zvese zvinomushandira,

Wakanambwa noMweya

Munhumbu yake mutendi.

3. Uyo Mai wakafara

Ngekubara Tenzi wedu;

Musiki wepasi pese,

Mutongi wezviro zvese.

4. Mai wakakomborerwa

Ngengerosi noMweya,

Kunaye Kuda Kwepasi

Kwakaberekwa somunhu.

5. Tinokutunhidza Tenzi

Wakabarwa ngeMhandara,

Iwe pamwe naye Baba,

Naye Mweya Unoyera, Amen.

Post navigation

Previous: Hymn 220 Ngatikudze vapostori Lyrics
Next: Hymn 241 Kwaziwai Maria Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 236 Jesu She Mufudzi wangu Lyrics
  • Hymn 21 Mupenyu Lyrics
  • Hymn 58 Ndodzoka, Ndodzoka Lyrics
  • Hymn 186 Jesu anoti tivhenekere Lyrics
  • Hymn 185 Musimba renyasha Lyrics
  • Hymn 260 Yokukumbira Lyrics
  • Hymn 184 Timutsirei Ishe Lyrics
  • Hymn 187 Muzita raShe ndoenda Lyrics
  • Hymn 125 Ngatifunge nokufara nembiri Lyrics
  • Hymn 116 Ndinomuda ndinomuda Lyrics
  • Hymn 137 VaTsvene mumoyo Lyrics
  • Hymn 4 Hapana paasiri Lyrics
  • Hymn 15 SHE gomo redu ndiimi Lyrics
  • Hymn 129 Regai Kukundwa Lyrics
  • Hymn 188 Nditungamire Jehovha Lyrics
  • Hymn 308 Mwari baba samasimba Lyrics
  • Hymn 399 Ishe torai mwoyo wangu Lyrics
  • Hymn 112 Baba nditarisei netsitsi dzenyu Lyrics
  • Hymn 160 Jesu Shamwari Yavatadzi Lyrics
  • Hymn 210 SHE Jesu mose rumbidzai Lyrics
  • Hymn 386 Ndanzwa inzwi Lyrics
  • Hymn 26 Wouya Nhasi, Here? Lyrics
  • Hymn 1 Mwari Ngaakudzwe Lyrics
  • Hymn 121 Jesu SHE wangu Lyrics
  • Hymn 258 Baba munotipa zvipo Lyrics
  • Hymn 167 Ndicharumbidza Mwari Lyrics
  • Hymn 113 Hakusi kurema Lyrics
  • Hymn 401 For Thine is the Kingdom Lyrics
  • Hymn 75 Ndimi baba makasika zvapasi Lyrics
  • Hymn 85 Kuterera Kuvimba naJesu Lyrics
  • Hymn 24 Ndiye Mwari Muponisi Lyrics
  • Hymn 132 Makandinzvera Jehovha Lyrics
  • Hymn 30 Zita RaShe Rinonaka Lyrics
  • Hymn 174 Rudo runopfuura kuziva Lyrics
  • Hymn 376 Ndinogara padhuze Lyrics
  • Hymn 37 Vafudzi zvavakarinda Lyrics
  • Hymn 163 SHE tifunge rufu rwenyu Lyrics
  • Hymn 8 Uyai Vatendi Lyrics
  • Hymn 352 Mushamisi Lyrics
  • Hymn 54 Tsitsi hedzi dzamira dzoga Lyrics
  • Hymn 52 Tsitsi Huru Lyrics
  • Hymn 38 SHE Jesu wandiitirei? Lyrics
  • Hymn 202 Nyararai vanhu vese Lyrics
  • Hymn 216 Chigadzirai nzira Lyrics
  • Hymn 309 Shongai nhumbi dzokurwa Lyrics
  • Hymn 152 Mazwi Akanaka Lyrics
  • Hymn 189 Nhungamiri yaIsraeri Lyrics
  • Hymn 163 Kana tichifamba Lyrics
  • Hymn 155 Ita ndiuye petyo, Jesu Lyrics
  • Hymn 130 Ndakaitirwe nyasha huru Lyrics
  • Hymn 196 Mwoyo yenyu ngairege Lyrics
  • Hymn 341 Kweshe kweshe Lyrics
  • Hymn 53 Musandipfuure, Jesu Lyrics
  • Hymn 361 Thank you Lord Lyrics
  • Hymn 229 Tiri vawadzani Lyrics
  • Hymn 336 You cannot hide it Lyrics
  • Hymn 116 Baba ndiri mwana wenyu Lyrics
  • Hymn 109 Ndipeiwo Jesu She Lyrics
  • Hymn 134 Chiponesai Vafi Lyrics
  • Hymn 177 Ishe wangu maindidisa Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version