Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 350 Mazita anodaidzwa Lyrics
1
Kana Tenzi anoridza tsurl
Yokuguma ‘yo
Apo nguva yepasi yaperawo;
Kana vakanaka vese
Vanounganidzwa ‘po
Mazita anodaidzwa ndiri’ko
**KOROSI**
Mazita anodaidzwa
Mazita anodaidzwa
Mazita anodaidzwa
Anodaidzwa kudenga ndiri’ ko
2
Pamusuo wokumuka vakafa
Muna Kristu
Vanoona mbiri huru yake’yo
Apo vasarudzwi vanosongana
Kumusha ‘ko
Mazita anodaidzwza ndiri ‘ko
3
Ngatibate basa rake kuti rinozopera
Ngatishumaire Rudo rwaMwari,
Ndizvo Jesu anouya kutora vanhu vake
Mazita anodaidzwa ndiri’ ko