Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 173 Ndini chibwizana Lyrics
1
Ndini chibwiza…..na,
Pana SHE ndofa…..ra,
Wandimbundiki…..ra;
Ndini cha…..ke!
2
Jesu unondi…..da,
Unondichene…..sa,
Unondichenge…..ta;
Ndini cha…..ke!
3
Unosindiri…..sa,
Unondifambi…..sa,
Nokundisimbi…..sa!
Ndini cha…..ke!
4
Unondifambi…..sa,
Ndiye wondifa…..dza,
Tinosingoda…..na;
Ndini cha…..ke!