Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 334 Ndaona rwizi rwakanaka Lyrics
1
Ndaona rwizi rwakanaka, rwakanaka (2)
Ndaona rwizi rwakanaka
runo shambidza mwoyo.
**KOROSI**
Ndorwizi rwomoyo
Ndogara mo
Ndo shamba zvose, zvakaipa zvangu
2
Kudenga ndichaimba nemi
Imba nemi (2)
Kudenga ndichaimba nemi
Nziyo dzorugare