Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 236 Jesu She Mufudzi wangu Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 236 Jesu She Mufudzi wangu Lyrics

Hymn 236 Jesu She Mufudzi wangu Lyrics

December 14, 2025 treasurehymnsNziyo Dzekereke RCZ hymnal

Nziyo Dzekereke RCZ hymnal

Hymn 236 Jesu She Mufudzi wangu Lyrics

 

1
Jesu She, Mufudzi wangu
NoMukomboreri.
Dzinozipa nyasha dzenyu
Nenzwi renyu nyoro.
Dogarai neni,
Ndive, Jesu, nemi!

2
Jesu zita renyu dzvene
Rivambise zvose,
Ndigobvidza kuzvipedza.
Sezvakafanira.
Dogarai neni,
Ndive, Jesu, nemi!

3
Donatsai nokufunga,
Nokureva kwangu,
Ndibatire zvoupenyu
Husingazoperi.
Dogarai neni,
Ndive, Jesu, nemi!

4
Ndichienda kundovata
Ngamundichengete,
Ndigomuka muchi pedo,
Ndokuongwa neni.
Dogarai neni,
Ndive, Jesu, nemi!

5
Zuva rangu richavira
Pakunhoya kwangu.
Bva ndipei, ndirarame
Nokusingaperi,
Dogarai neni,
Ndive Jesu nemi!

Post navigation

Previous: Hymn 220 Mwoyo farira Lyrics
Next: Hymn 241 Mumwoyo ndoshuvira Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 219 Zvose zvinhu tinopa zvedu Lyrics
  • Hymn 97 Tadaidzirwa utsvene Lyrics
  • Hymn 33 Mumusha waShe Dhavhidhi Lyrics
  • Hymn 288 Ishe! Ikoku kusvitswa Lyrics
  • Hymn 102 Tirimo munzira yenyika yo’penyu Lyrics
  • Hymn 156 Mwari runondishamisa Lyrics
  • Hymn 128 Zvegumi Ndezva Jehova Lyrics
  • Hymn 396 Jesu unopfuura neapa Lyrics
  • Hymn 117 Nditarirei nokufara Lyrics
  • Hymn 9 Jehova wondirisa Lyrics
  • Hymn 163 SHE tifunge rufu rwenyu Lyrics
  • Hymn 18 Zuva ramatipa rapera Lyrics
  • Hymn 93 Pasuo rakashama ‘po Lyrics
  • Hymn 196 Kuna She Lyrics
  • Hymn 10 SHE Jehova mundiise Lyrics
  • Hymn 212 Nhasi Tenzi ndinokupa Lyrics
  • Hymn 118 Pedyo Pam’chinjikwa Lyrics
  • Hymn 185 Endai Kuna Vanhu Vose Korasi Lyrics
  • Hymn 258 Yokukumbira Lyrics
  • Hymn 312 Tinobvisa Lyrics
  • Hymn 263 Mambo kwaye Wenseslas Lyrics
  • Hymn 162 Ndasunungurwa, Ndatenda, She Lyrics
  • Hymn 201 Jesu namaziso angu Lyrics
  • Hymn 196 Torima minda yedu Lyrics
  • Hymn 38 SHE Jesu wandiitirei? Lyrics
  • Hymn 106 Jesu imi moga Lyrics
  • Hymn 273 Dogurai makashu Lyrics
  • Hymn 266 Mosesi kumura tsapata dzako Lyrics
  • Hymn 16 Ngatiimbe nengirozi Lyrics
  • Hymn 260 PaGorgota pakafira Lyrics
  • Hymn 112 Regai kukundwa bva mwoyo tsungai Lyrics
  • Hymn 133 Chechi iri kumirira Lyrics
  • Hymn 103 Kana nhamo zhinji dzokukomba Lyrics
  • Hymn 108 Fambai Makristu Lyrics
  • Hymn 193 Hoyu Mwari Changamire Lyrics
  • Hymn 109 Ndipeiwo Jesu She Lyrics
  • Hymn 88 Ndinomuchema Muponesi wangu Lyrics
  • Hymn 215 Musi uyo wokumuka Lyrics
  • Hymn 39 Tarirai kubetrehem Lyrics
  • Hymn 143 Mwari unerudo rwese Lyrics
  • Hymn 173 Batirai Mwari basa Lyrics
  • Hymn 210 Ishe nzvimbo yenyu Lyrics
  • Hymn 377 Just give Me that Lyrics
  • Hymn 220 Mwoyo farira Lyrics
  • Hymn 292 Tarirai kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 211 Ndakabhabhatidzwa Lyrics
  • Hymn 13 Mununuri ngaakudzwe Lyrics
  • Hymn 1 Mwari Ngaakudzwe Lyrics
  • Hymn 61 Chimukai usiku hwaenda Lyrics
  • Hymn 95 Ndachinya SHE ndoripa nei? Lyrics
  • Hymn 11 Wedenga Bambo SHE tendai Lyrics
  • Hymn 32 Jesu Mwana wakanaka Lyrics
  • Hymn 384 Jesu munoshamisa Lyrics
  • Hymn 161 Baba! mune simba rose Lyrics
  • Hymn 322 In my heart Lyrics
  • Hymn 49 Jesu tinoshuva zvenyu Lyrics
  • Hymn 18 Tora zita rake Jesu Lyrics
  • Hymn 120 Chiendai Vatendi Lyrics
  • Hymn 107 Uyai kuna Muponisi Lyrics
  • Hymn 53 Musandipfuure, Jesu Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version