Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 163 SHE tifunge rufu rwenyu Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 163 SHE tifunge rufu rwenyu Lyrics

Hymn 163 SHE tifunge rufu rwenyu Lyrics

December 14, 2025 treasurehymnsNziyo Dzekereke RCZ hymnal

Nziyo Dzekereke RCZ hymnal

Hymn 163 SHE tifunge rufu rwenyu Lyrics

 

1
SHE, tifunge rufu rwenyu
Chirayiro chi…..no;
Mutipe chiedza chenyu
Tigofunga rufu rwenyu
Chirayiro chi…..no;
Mutipe upe…..nyu!

2
Totizire’pi SHE Jesu?
Ndimi motida…..na;
Tine zvivi nourombo,
Totizire’pi SHE Jesu?
Ndimi motida…..na,
Motinzwira nya…..sha.

3
Tinouya tichichema,
Tine mhaka hu…..ru,
Ndimi matidzikinura;
Tinouya tichichema,
Tine mhaka hu…..ru,
Bva tonzwe nzwire…..nyu.

4
Mweya wangu, chimirira
SHE Wedenga wa…..ko;
Nyange akunonokera,
Ramba uchingomirira
SHE Wedenga wa…..ko;
Chimutenda ha…..ko!

Post navigation

Previous: Hymn 162 Wedenga SHE titende Lyrics
Next: Hymn 164 Chindimepfurirai Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 78 Vanhu vese ngatiimbe Lyrics
  • Hymn 196 Chingwa chokudenga Lyrics
  • Hymn 216 Chigadzirai nzira Lyrics
  • Hymn 55 Matambira Jesu Here Lyrics
  • Hymn 262 Yokutambudzika Lyrics
  • Hymn 99 Kumusoro kudenga Lyrics
  • Hymn 62 Kurwa nedzivo zvazopedzwa Lyrics
  • Hymn 325 Let’s talk about Jesus Lyrics
  • Hymn 139 Ndinomupa zvose Lyrics
  • Hymn 165 Wakarega Mbiri yako Lyrics
  • Hymn 92 Nhasi tatenda Jesu, Areruya Lyrics
  • Hymn 82 Mundipe Mweya SHE Lyrics
  • Hymn 14 Hozana wokudenga Lyrics
  • Hymn 180 Chakaipa Chinoberekwa Lyrics
  • Hymn 189 SHE Jesu Muponesi wedu Lyrics
  • Hymn 16 Tendai Jehova wesimba Lyrics
  • Hymn 412 Muponesi mambo Lyrics
  • Hymn 211 Jesu ndiye SHE inzwai Lyrics
  • Hymn 200 Chinhu chinotyisa kwazvo Lyrics
  • Hymn 355 Rakanaka iro zuva Lyrics
  • Hymn 42 Ndichaimba ZvaShe Jesu Lyrics
  • Hymn 177 Ndinoda Jesu She Lyrics
  • Hymn 83 Vanhu chitendai Wedenga Lyrics
  • Hymn 398 Glory to God Lyrics
  • Hymn 129 Batai ruoko rwangu Lyrics
  • Hymn 36 Kristu ‘Manueri! Lyrics
  • Hymn 105 Rudo rwaSHE Bambo vedu Lyrics
  • Hymn 56 Jesu Tenzi Muponisi Lyrics
  • Hymn 60 Uya, Iwe Une Mhosva Lyrics
  • Hymn 285 Mudzongeri wakabuda Lyrics
  • Hymn 69 SHE wapinda Lyrics
  • Hymn 86 Nzwirenyu ndinonzwa Lyrics
  • Hymn 149 Pedo, Wedenga She Lyrics
  • Hymn 174 Kana Jesu achidzoka Lyrics
  • Hymn 201 Nyange zvivi zvatsvuka Lyrics
  • Hymn 98 Chizorora mweya wangu Lyrics
  • Hymn 59 Ndoda Lyrics
  • Hymn 147 Jesu takauyawo Lyrics
  • Hymn 61 Nounyoro Jesu Anokudana Lyrics
  • Hymn 79 Mugoshanangurwa, Vatendi, Tsungai Lyrics
  • Hymn 186 Mwari Baba wedu Lyrics
  • Hymn 111 Ndinokudai, Ishe Lyrics
  • Hymn 130 Ndakaitirwe nyasha huru Lyrics
  • Hymn 49 Unoda kutiza Mutoro Wako? Lyrics
  • Hymn 356 My sins were higher Lyrics
  • Hymn 183 Ndinoda kumuonga Bambo Lyrics
  • Hymn 18 Zuva ramatipa rapera Lyrics
  • Hymn 43 Pahusiku hunoyera Lyrics
  • Hymn 120 Chiendai Vatendi Lyrics
  • Hymn 88 Ndinomuchema Muponesi wangu Lyrics
  • Hymn 228 Ndinomuona Jesu Lyrics
  • Hymn 207 Ndichaona Jesu Kristu Lyrics
  • Hymn 21 Makashananguka munesimba guru Lyrics
  • Hymn 216 Ishe muno utsvene Lyrics
  • Hymn 13 Kudza SHE Wedenga wako. Lyrics
  • Hymn 84 Jesu nhasi wamuka mukufa Lyrics
  • Hymn 106 Mubatsiri wedu Mwari Lyrics
  • Hymn 381 He paid a debt Lyrics
  • Hymn 88 Areruya, haangakurirwi ngekufa Lyrics
  • Hymn 373 Oh forgive me Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version