Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 47 Ndiudze nhau dzaJesu Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 47 Ndiudze nhau dzaJesu Lyrics

Hymn 47 Ndiudze nhau dzaJesu Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 47 Ndiudze nhau dzaJesu Lyrics

 

Ndiudze nhau dzaJesu,
Ndinodzida,
Zvinhu zvandingamubvunze
Dai aripo;
Mifananidzo,
Zvishamiso,
Nhau dzaJesu
Ndinodzida.

Chindiudza nezvavana
Vakamunzwa,
Nemi ndichakomborerwa
Pamwe navo;
Mazwi etsitsi
Namabasa,
Akaitiwa,
NaJesu She.

Tsanangura nezveshiri
Namaruva
Kuti zvinotaura sei
Kuna vanhu;
Ndoda kudzidza
Kuna Jesu
Rudo rwababa
Kuna vana.

Ndiudze nechishamiso
Chakaitwa
Muchampupuri chikuru
PaGariri;
Dutu remhepo
Rakamuka
Rikanyaradzwa
Nezwi raShe.

Nganditevere navana
Muguta’ ro,
Ndichipembera zvikuru
Kuna Jesu,
Ndishowerere,
Nokuimba
Ndichimukudza
Jesu Ishe.

Ndiudze zvakaitika
Mumunda’mo,
Zvokurwadziwa nokufa
KwaShe wangu.
Ndiudze zvose,
Ndoda kunzwa
Nhau dzaJesu
Ndinodzida.

Copyright: by permission of the National Sunday School Union

 

Post navigation

Previous: Hymn 46 Vakafara vano urombo Lyrics
Next: Hymn 48 Hakuna zita seraJesu Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 92 Svikai Mweya Mutsvene Lyrics
  • Hymn 142 Kwasara kunesu Lyrics
  • Hymn 266 Mufudzi ropafadzai Lyrics
  • Hymn 262 Zvivi zvangu zvakawanda Lyrics
  • Hymn 50 Waroverwa Jesu SHE Lyrics
  • Hymn 198 Chidonzwai dare rorira Lyrics
  • Hymn 196 Chingwa chokudenga Lyrics
  • Hymn 394 Uchakuchengeta Lyrics
  • Hymn 257 Ndakamunzwa paGarire Lyrics
  • Hymn 83 Imi vadaviri Lyrics
  • Hymn 401 For Thine is the Kingdom Lyrics
  • Hymn 65 Tinofara nhasi Lyrics
  • Hymn 203 A! Sakaramende Jesu Lyrics
  • Hymn 130 Mukai, Mukai Vatendi Lyrics
  • Hymn 369 When the Trumpet Lyrics
  • Hymn 24 Iwe izwi roKudenga Lyrics
  • Hymn 342 There is a message Lyrics
  • Hymn 252 Tiri pfumo raShe Lyrics
  • Hymn 66 ‘Po Jesu akaroverwa Lyrics
  • Hymn 102 Ndotevera Jesu Ishe Lyrics
  • Hymn 205 Tenzi unotichengeta Lyrics
  • Hymn 125 SHE Jesu ndinodo kunatswa nemi Lyrics
  • Hymn 54 Tsitsi hedzi dzamira dzoga Lyrics
  • Hymn 297 Mwari baba muve nesu Lyrics
  • Hymn 242 Hatidi here Mai’we Lyrics
  • Hymn 97 Mose chitererai Lyrics
  • Hymn 161 Mutsai chisimbisai Lyrics
  • Hymn 5 Ngatimukudze Mwari Lyrics
  • Hymn 36 Komanyara maremerwa Lyrics
  • Hymn 117 Nditarirei nokufara Lyrics
  • Hymn 180 Chakaipa Chinoberekwa Lyrics
  • Hymn 132 Makandinzvera Jehovha Lyrics
  • Hymn 95 Farai nesu vanotenda Lyrics
  • Hymn 292 Tarirai kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 254 Tiri vana vaMwari Lyrics
  • Hymn 104 Jesu wakauya pasi Lyrics
  • Hymn 71 Tendai tendai Lyrics
  • Hymn 30 Ngerosi dzinoimba Lyrics
  • Hymn 195 Kwasara makore Lyrics
  • Hymn 67 Jesu Anogam’chira vatadzi Lyrics
  • Hymn 227 Vanotambudzwa vakakomborerwa Lyrics
  • Hymn 70 Tendai kuna Jesu She Lyrics
  • Hymn 362 Is-n’t He wonderful Lyrics
  • Hymn 31 Jesu Munondida Lyrics
  • Hymn 106 Mubatsiri wedu Mwari Lyrics
  • Hymn 191 Mwoyo Wangu Lyrics
  • Hymn 152 Ndamuka mangwanani Lyrics
  • Hymn 36 Kristu ‘Manueri! Lyrics
  • Hymn 264 Tofamba munzira yakaoma Lyrics
  • Hymn 139 Ndoenda NaJesu Lyrics
  • Hymn 94 Ndapofumara SHE Lyrics
  • Hymn 99 Kana uchingonzwe njodzi Lyrics
  • Hymn 113 Ndinosingozipirwa Lyrics
  • Hymn 81 Ngekumuka kwake Lyrics
  • Hymn 81 SHE Mweya douyai chiburukai Lyrics
  • Hymn 90 Vanhu veJerusarema Lyrics
  • Hymn 233 Ye watchers and ye holy ones Lyrics
  • Hymn 280 Ndokutendai baba Lyrics
  • Hymn 136 Jesu unoyera Lyrics
  • Hymn 330 They say He is wonderful Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version