Hymn 316 Mwoyo wangu unofara sei Lyrics treasurehymns 5 months ago Shona Methodist Hymns Hymn 316 Mwoyo wangu unofara sei Lyrics Mwoyo wangu unofara sei! Jesu anondida, Ndingavonge sei! Mwoyo wangu unofara sei! Unofarisisa sei! Jesu zita rake Rakanakisa, Rinondifarisa Ndofamba ndichiimba.