Shona Methodist Hymns
Hymn 315 Rufaro ruri mumwoyo wangu Lyrics
Rufaro ruri mumwoyo wangu,
Rufaro ndanzwa rudo rwake,
Zvivi zvaregererwa,
Ndinonanga kudenga,
Mwoyo unofashaira norufaro.
Rufaro ruri mumwoyo wangu,
Rufaro ndanzwa rudo rwake,
Zvivi zvaregererwa,
Ndinonanga kudenga,
Mwoyo unofashaira norufaro.