Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 274 Zuva redu ravapo Lyrics

Shona Methodist Hymns

Hymn 274 Zuva redu ravapo Lyrics

 

Zuva redu ravapo,
Jesu wakamuka,

**CHORUS**
Chifarai, uchirai,
Jesu wakamuka.
Chitendai, chivongai,
Jesu wakamuka,
Pfugamirai.

Nhasi ndiyo Svondo ‘yo
Yaakamuka Jesu.

Tirirangarirewo
Tichipira iye.

Nokumuka kwake She
Takaruramiswa.

Guva rakakundzwa sei!
Rufu tichatyirei?

Iye wakakwira ‘ko
Kuna baba wedu.

Watigadzirirawo
Pokugara uko.

Jesu tichaonazve
Pakudzoka kwake.

 

Exit mobile version