Shona Methodist Hymns
Hymn 226 Baba wangu ndinodisa Lyrics
Baba wangu ndinodisa
Kuva wakadai semi,
Ndinodisa Mweya wenyu
Kuti uchigara neni.
Munoziva nungo dzangu,
Munoziva zvirokwazvo,
Ndiri kukumbira zvino
Munondipindurawo.
Tarisazve nziyo idzi: 231