Hymn 224 Baba! mune simba rose Lyrics treasurehymns 5 months ago Shona Methodist Hymns Hymn 224 Baba! mune simba rose Lyrics Tinouya baba wedu Nezvipo zvedu zvorudo, Tichivonga kuna Ishe Wakatipa zvinhu zvose. Ngazvishambidzwe zvikuru Vamwe vagokuzivai Namasimba edu ose Aitiswe basa nemi.