Hymn 221 Mutiropafadze Mwari Lyrics treasurehymns 5 months ago Shona Methodist Hymns Hymn 221 Mutiropafadze Mwari Lyrics Mutiropafadze, Mwari Endai nesu kudzimba; Tichifunga dama renyu, Tichirirangarira; Tinyaradzei isu tose; Simbisai mwoyo yedu, Kana tosvika kudenga, Tichakurumbidzai!