Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 71 Chiudza Jesu Lyrics

Shona Baptist Hymns

Hymn 71 Chiudza Jesu

1
Unonetswa nokusuwa, here?
Chiudza Jesu; chiudza Jesu,
Unoda kurasha mwoyo, here?
Chiudza Jesu zvino.

KORASI
Chiudza Jesu; chiudza Jesu,
Wotitungamirira,
Jesu She achagara wo matiri,
Chiudza Jesu zvino.

2
Une nhamo muupenyu, here?
Chiudza Jesu; chiudza Jesu,
Iye angakupe simba rake,
Chiudza Jesu zvino.

3
Ko, unotya zvivi zvako, here?
Chiudza Jesu; chiudza Jesu,
Ane simba rokubvisa zvose,
Chiudza Jesu zvino.

4
Ko, unotya rufu rwako, here?
Chiudza Jesu; chiudza Jesu,
Jesu Kristu achaenda newe,
Chiudza Jesu zvino.

Exit mobile version