Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 68 Ndianiko Anonzwa Dama raShe Lyrics

Shona Baptist Hymns

Hymn 68 Ndianiko Anonzwa Dama raShe

1
Ndianiko anonzwa dama raShe,
Fambisa-i nha-u kunyika dzose,
Paridzai kuvanhu kwose kwose,
Anoda ngaauye

KORASI
Uya-i zvino, uya-i zvino,
Inzwa-i matama oruponeso;
Baba wokudenga anoda vose,
Munhu wose auye.

2
Wose anouya, asanonoke,
Musuwo wazarurwa angapinde,
Jesu ndiye nzira chokwadi chete,
Anoda ngaauye

3
Ichokwadi, chivimbiso chaIshe,
Hachingapinduki kuvanhu vose,
Anopa upenyu husingaperi,
Anoda ngaauye.

Exit mobile version