Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 62 Uya, Mutadzi, Uya Lyrics

Shona Baptist Hymns

Hymn 62 Uya, Mutadzi, Uya

1
Kana Jesu wotaura, Chiuya!
Kana tokunamatira, Chiuya!
‘Nguva kuva waShe Jesu, Chiuya!
‘Nguva kumuziva Jesu, Chiuya!

2
Wakaremererwa, here? Chiuya!
Jesu wotakura zvose, Chiuya!
Jesu haakunyengeri, Chiuya!
Jesu anokugam’chira, Chiuya!

3
Wonyunyutire-i zvino! Chiuya!
Woite-i usina She? Chiuya!
Mwoyo wake unokuda, Chiuya!
Unomutizire-i ko? Chiuya!

4
Wafamba kure naIshe, Chiuya!
Waparadza pfuma yake, Chiuya!
Rega kuomesa mwoyo, Chiuya!
Jesu anoregerera, Chiuya!

Exit mobile version