Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 57 Sezva Ndakadai, jesu Lyrics

Shona Baptist Hymns

Hymn 57 Sezva Ndakadai, jesu

1
Sezva ndakada-i, Jesu,
Ndisina chinhu pachangu,
Makafira zvivi zvangu,
Gwayana raShe, ndouya.

2
Sezva ndakada-i, Ishe,
Ndisingambozviponesi,
Imi moga munganatse,
Gwayana raShe, ndouya.

3
Sezva ndakada-i, Jesu,
Handizivi nzira yangu,
Ndinorwa mumwoyo wangu
Gwayana raShe, ndouya.

4
Sezva ndakada-i, Jesu,
Ndogam’chira rudo rwenyu,
Ndiri wenyu; muri wangu,
Gwayana raShe, ndouya.

Exit mobile version