Shona Baptist Hymns
Hymn 190 Uyai Mose; Tinamate Mwari
1
Uyai mose; tinamate Mwari!
___ Pamhidza katatu ___
Uyai mose zvino!
2
Kandirai Jesu kufunganya kwenyu,
___ Pamhidza katatu ___
Uyai mose zvino!
1
Uyai mose; tinamate Mwari!
___ Pamhidza katatu ___
Uyai mose zvino!
2
Kandirai Jesu kufunganya kwenyu,
___ Pamhidza katatu ___
Uyai mose zvino!