Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 175 Ndasarudza Kutevera Jesu Lyrics

Shona Baptist Hymns

Hymn 175 Ndasarudza Kutevera Jesu

1
Vamwe vosara; ndoenda ndoga;
___ Pamhidza katatu ___
Handidzoki; handidzoki.

KORASI
Ndasarudza kutevera Jesu;
___ Pamhidza katatu ___
Handidzoki; handidzoki.

2
Motora zvinhu; ndipeiwo Jesu;
___ Pamhidza katatu ___
Handidzoki; handidzoki.

3
Ndosiya zvinhu, ndiwone Jesu;
___ Pamhidza katatu ___
Handidzoki; handidzoki.

Exit mobile version