Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 173 Wogona Lyrics

Shona Baptist Hymns

Hymn 173 Wogona

1
Wogona; wogona; Jesu anogona;
Ndinoziva Jesu anogona.
___ Pamhidza ___
Anoporesa bofu; wotisunungura;
Anofambisa zvirema, nokutichenesa.
Wogona; wogona; Jesu anogona;
Ndinoziva Jesu anogona.

Exit mobile version