Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 172 Jesu She Lyrics

Shona Baptist Hymns

Hymn 172 Jesu She

1
Jesu She, ndinomukudza;
Muponesi naMambo wo,
Ndichamutevera zvino.
Jesu She, ndinomukudza;
Ndomuda nokumuvonga; ndomutevera.

Exit mobile version