Shona Baptist Hymns
Hymn 171 Zuva Guru Rangu Ndaponiwa Kutsva
1
Zuva guru rangu ndaponiwa kutsva,
___ Katatu ___
Zuva guru ndaponiwa kutsva!
2
Zvivi zvangu zvekare,
Handizvidi zvino;
___ Katatu ___
Zvivi zvangu handizvidi zvino.
1
Zuva guru rangu ndaponiwa kutsva,
___ Katatu ___
Zuva guru ndaponiwa kutsva!
2
Zvivi zvangu zvekare,
Handizvidi zvino;
___ Katatu ___
Zvivi zvangu handizvidi zvino.