Shona Baptist Hymns
Hymn 170 Tiri Vaeni
1
Tiri vaeni, isu, panyika ino;
Toenda kwedu kudenga ’ko;
___ Pamhidza zve ___
(Toti) Hareruya! (Toti) Hareruya!
(Toti) Hareruya, Hareruya, Hareruya!
___ Pamhidza zve ___
1
Tiri vaeni, isu, panyika ino;
Toenda kwedu kudenga ’ko;
___ Pamhidza zve ___
(Toti) Hareruya! (Toti) Hareruya!
(Toti) Hareruya, Hareruya, Hareruya!
___ Pamhidza zve ___