Hymn 162 Ndasunungurwa, Ndatenda, She Lyrics treasurehymns 5 months ago Shona Baptist Hymns Hymn 162 Ndasunungurwa, Ndatenda, She 1 Ndasunungurwa; ndatenda, She, Ndasunungurwa; ndatenda, She, Ndanga ndasungwa namaketan’ aSatan-i, Ndasunungurwa; ndatenda, She.