Hymn 153 Hakuna Kuchema Lyrics treasurehymns 5 months ago Shona Baptist Hymns Hymn 153 Hakuna Kuchema 1 Hakuna kuchema mumba kudenga, Mumba kudenga, mumba kudenga; Hakuna kuchema mumba kudenga, Asi runyararo nom’faro.