Shona Baptist Hymns
Hymn 151 Rufaro
1
Rufaro ruri mumwoyo wangu;
Rufaro ndanzwa rudo rwake;
Zvitadzo zvaregerwa;
Ndinofamba kudenga,
Mwoyo unofashaira norufaro.
1
Rufaro ruri mumwoyo wangu;
Rufaro ndanzwa rudo rwake;
Zvitadzo zvaregerwa;
Ndinofamba kudenga,
Mwoyo unofashaira norufaro.