Shona Anglican Hymn 208 Jesu zita rako
1 JESUS Zita rako
Rinondifarisa.
Mwana waMaria,
Muponisi wangu,
Sakaramende rako `
Rinondibatsira.
2. NgeUmwari hwako
Ndisimbise, Tenzi,
PaOtari yako
MuUmwari hwako
Ndinokuombera
Mwana waMaria.
1 JESUS Zita rako
Rinondifarisa.
Mwana waMaria,
Muponisi wangu,
Sakaramende rako `
Rinondibatsira.
2. NgeUmwari hwako
Ndisimbise, Tenzi,
PaOtari yako
MuUmwari hwako
Ndinokuombera
Mwana waMaria.