Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 190 A!Jesu Muteuro wedu Lyrics

Shona Anglican Hymn  190  A!Jesu Muteuro wedu

 

1. A.! Jesu Muteuro wedu,

Unotizururira denga,

Dzinotinetsa mhandu dzedu,

Utipe zvino simba rako.

2. Ngautunhidzwe nokutendwa

Utatu uri Mwari mumwe

Utipewo upenyu hwako

Munyika yedu yokudenga.

Exit mobile version