Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 186 Mwari Baba wedu Lyrics

Shona Anglican Hymn  186  Mwari Baba wedu

 

1. Mwari Baba wedu

Tinzwe vana vako:

Tibatsire kuti

Tikukudze zvino

2. Jesu, Mukorore

Tiponise tese:

Simba rako guru

Kupfuura Satan.

3. Mweya Unoyera,

Tinyaradze isu:

Tungamira pasi

Chechi Katorike.

4. Mambokadzi wedu

Mai Unoyera,:

Namatira isu

Nevatadzi vese.

5. Josef Muchengeti,

Wakanaka kwazvo

Utibatsirewo

Tifanane newe.

Exit mobile version