Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 177 Vamambo vapano pasi Lyrics

Shona Anglican Hymn  177  Vamambo vapano pasi

 

1. VAMAMBO vepano pasi

Vanozonda vakaona

Jesu uchikudzwa wega

Nokusimbisa vako

2. Murwiri wedu mushingi

Ha’po angafane newe

Une simba rokumisa

Nokusimudzira vako.

3. Zvawakapirwa ndiJesu

Haungazviripiriba;

Nhaka yokusununguka

Wopfuurwa nayo here?

4. Kana achikudisisa

Kusekwa kunova pasi

Kana uchiurayiwa

Umukudze wakukudza

5. Akatenda kuitiwa

Shamwari yavanyangadzi

Wakanzwa kuchema kwazvo

Saka tichimutunhidza.

6. Ngaakudzwe navatsvene,

Ngerosi dairaiwo

Nayewo Baba Musiki

Nomweya Unoyerazve

Amen.

Exit mobile version