Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 107 Ngatitende Mwari Lyrics

Shona Anglican Hymn  107  Ngatitende Mwari

 

1. NGATITENDE Mwari

Nesimba redu rese,

Wakatiponisa,

Wakachengeta isu;

Wakakomborera

Isu nhambwe dzese

Nezvipo zvizhinji,

Ari wedu zvino.

2. NdiMwari agree

Petyo nesu narini,

Tifadze mumwoyo

Norunyararo rwake;

Tikotse nenyasha,

Nokutitungamidza,

Utiregerere

Mukuipa Kwese

3. Ngativirikidze

Mwari Baba Mukuru,

Mwana noMweya

Unotonga kudenga,

Mwari mumwe chete,

Uyo zvese zviro

Zvinovirikidza

Napanguva dzese.

Amen.

Exit mobile version