Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 384 Jesu munoshamisa Lyrics
1
Jesu munoshamisa
Munoshamisa ishe Jesu
Mandiregerera zvitema
Zvitema zvangu
Mandibhabhatidza
Nomweya wenyu
Munoshamisa Jesu x5
Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 384 Jesu munoshamisa Lyrics
1
Jesu munoshamisa
Munoshamisa ishe Jesu
Mandiregerera zvitema
Zvitema zvangu
Mandibhabhatidza
Nomweya wenyu
Munoshamisa Jesu x5